Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Asi kana vara iroro rakachenuruka rikaramba riri panzvimbo imwechete risina kupararira neganda rakangozvibasviba, kunenge kuchingova zvako kuzviiba kwakasiyiwa neronda routsva. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo haana kun'ora nokuti rinongova vanga rakasiyiwa neronda rokutsva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Kana ciʋara cikaramba ciri panɀimbo yaco, cikasanyeŋga paganda, asi caʋa nani, ndiko kuɀimba kwokutȿa hako, muprista unofanira kureʋa kuti wakanaka hake, nokuti ciʋara cokutȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Kana chivara chikaramba chiri panzvimbo yacho, chikasanyenga paganda, asi chava nani, ndiko kuzvimba kwokutsva hako, mupristi anofanira kureva kuti wakanaka hake, nokuti chivara chokutsva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Asi kana vara iroro rakachenuruka rikaramba riri panzvimbo imwechete risina kupararira neganda rakangozvibasviba, kunenge kuchingova zvako kuzviiba kwakasiyiwa neronda routsva. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo haana kun'ora nokuti rinongova vanga rakasiyiwa neronda rokutsva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Asi kana gwapa rikasapinduka uye risina kupararira neganda, asi raserera, kuzvimba kunobva pakutsva uye muprista achazivisa kuti akachena, rinongova vanga rinobva pakutsva.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy