Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kumuongorora. Kana zvichipararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora; chirwere chamapere ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino muprista unofanira kumucerekedza nezuʋa recinomŋe; kana pakaramba pacinyeŋga paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha yamaperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino mupristi anofanira kumucherekedza nezuva rechinomwe; kana pakaramba pachinyenga paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha yamaperembudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokorore kumuongorora. Kana zvichipararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora; chirwere chamapere ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Pazuva rechinomwe muprista anofanira kumuongorora uye kana zvichipararira neganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira cheganda.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy