Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Asi kana mupristi akariongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka pasina kudzika kupfuura ganda asi pakangosvibasviba, mupristi ngaamugarise pake onga kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Asi kana muprista akapacerekedza, akaʋona kuti hapanemvere cena paciʋara, ʋuye kuti hapanakudzika pasi peganda, asi paʋa nan hapo, muprista unofanira kumupfigira mazuʋa manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Asi kana mupristi akapacherekedza, akaona kuti hapana mvere chena pachivara, uye kuti hapana kudzika pasi peganda, asi pava nani hapo, mupristi anofanira kumupfigira mazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Asi kana mupristi akariongorora akaona mvere dzepo dzisina kuchenuruka pasina kudzika kupfuura ganda asi pakangosvibasviba, mupristi ngaamugarise pake onga kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Asi kana muprista akachiongorora, pasina bvudzi jena pagwapa uye kana zvisina kudzika kudarika ganda uye zvaserera, ipapo muprista anofanira kumugarisa oga kwamazuva manomwe.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy