Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 13:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi kana ciʋara cikarambira panɀimbo yaco, cikasanyeŋga, iʋaŋga haro remota; muprista unofanira kuti wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi kana chivara chikarambira panzvimbo yacho, chikasanyenga, ivanga haro remota; mupristi anofanira kuti wakanaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Asi kana zvikaramba zviri panzvimbo imwechete zvisingapararire zvinenge zviri vanga rakasiyiwa nemota chete. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akachenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Asi kana gwapa risina kupinduka uye risina kupararira, rinongova vanga kubva pamota uye muprista achazivisa kuti akachena.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 13:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy