Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kana pakanyeŋga pose paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kana pakanyenga pose paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Kana zviri kupararira muganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena, zvinotapukira.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy