Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Kana paganda romunhu paine pakazvimba kana kuti paine pakatushuka kana kuti paine vara zvigozobvapo zvoita zvisasa pamuviri wake, ngaaunzwe kune mupristi wemhuri yekwaAroni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Kana munhu anapakaɀimba kana panofunuka, kana ciʋara paganda romuʋiri wake, pakaita sehosha yamaperembudzi paganda romuʋiri wake, unofanira kuiswa kunaAroni muprista, kana kunomumŋe waʋanakomana ʋake ʋaprista;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Kana munhu anapakazvimba kana panofunuka, kana chivara paganda romuviri wake, pakaita sehosha yamaperembudzi paganda romuviri wake, anofanira kuiswa kuna Aroni mupristi, kana kuno mumwe wavanakomana vake vapristi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Kana paganda romunhu paine pakazvimba kana kuti paine pakatushuka kana kuti paine vara zvigozobvapo zvoita zvisasa pamuviri wake, ngaaunzwe kune mupristi wemhuri yekwaAroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Kana ani naani ane pakazvimba kana kuti ane tumapundu kana chivara chichena paganda rake chinogona kunge chiri chirwere chinotapukira anofanira kuuyiswa kuna Aroni muprista kana kuno mumwe wavanakomana vake muprista.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy