Mupiro 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 mupristi aongorore. Kana paganda rake paine pakazvimba pakachenuruka, uyewo mvere dzepo dzakachenuruka paine urwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti panapakaɀimba pacena paganda, mvere dzikashanduka, dzikaita cena, pakaɀimba pakaʋa nenyama yakatȿuka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti panapakazvimba pachena paganda, mvere dzikashanduka, dzikaita chena, pakazvimba pakava nenyama yakatsvuka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 mupristi aongorore. Kana paganda rake paine pakazvimba pakachenuruka, uyewo mvere dzepo dzakachenuruka paine urwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana pane kuzvimba nokucheneruka paganda, uye zvapindura bvudzi kuti rive jena, uye kana pane nyama yakatsvuka, pakazvimba, Viz kapitola |