Mupiro 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 “Pana zvose zvomumvura zvine zvimbi namakwande zvingave zvomugungwa kana murwizi mungadye zvenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndiɀo ɀamuŋgadya kuneɀose ɀiri mumvura: Ɀose ɀiri mumvura, mumakuŋgwa nomunzizi, ɀineɀimbi namakwande, ndiɀo ɀamuŋgadya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndizvo zvamungadya kune zvose zviri mumvura: Zvose zviri mumvura, mumakungwa nomunzizi, zvine zvimbi namakwande, ndizvo zvamungadya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Pana zvose zvomumvura zvine zvimbi namakwande zvingave zvomugungwa kana murwizi mungadye zvenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Pazvisikwa zvose zvinogara mumvura yamakungwa nenzizi, munogona kudya dzose dzine zvimbi namakwati. Viz kapitola |