Mupiro 11:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Zvose zvinozvova napasi, nezvose zvinofamba namakumbo mana kana zvina makumbo akawanda, zvose zvazvo zvinomomana panyika, musadye nokuti zvakaipa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀose ɀinofamba neɗumbu, ʋuye ɀose ɀinofamba namakumbo manna, ʋuye ɀose ɀinofamba namakumbo mazhinji, ɀose ɀinokambaira, ɀinokambaira panyika, hamufaniri kuɀidya; nokuti ɀinonyaŋgadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Zvose zvinofamba nedumbu, uye zvose zvinofamba namakumbo mana, uye zvose zvinofamba namakumbo mazhinji, zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, hamufaniri kuzvidya; nokuti zvinonyangadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Zvose zvinozvova napasi, nezvose zvinofamba namakumbo mana kana zvina makumbo akawanda, zvose zvazvo zvinomomana panyika, musadye nokuti zvakaipa kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Hamufaniri kudya chisikwa chipi zvacho chinokambaira panyika, chingava chinofamba nedumbu kana chinofamba namakumbo mana kana namakumbo akawanda, chinonyangadza. Viz kapitola |