Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 11:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Asi chitubu kana tsime rine mvura harin'ore, asi chipi nechipi zvacho chinobatana nechitunha chacho chichava chinhu chakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Asi tsime kana dziʋa makaceŋgetwa mvura, ɀicaʋa ɀakanaka; asi cinogunɀa citunha caɀo cicaʋa cisina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Asi tsime kana dziva makachengetwa mvura, zvichava zvakanaka; asi chinogunzva chitunha chazvo chichava chisina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Asi chitubu kana tsime rine mvura harin'ore, asi chipi nechipi zvacho chinobatana nechitunha chacho chichava chinhu chakan'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Asi chitubu, kana tsime rokuchera mvura zvinoramba zvakachena, asi ani naani anobata chimwe chezvitunha izvi achava asina kuchena.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 11:36

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy