Mupiro 11:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chinowirwa nekai zvako kechitunha chazvo chaton'ora, kunyange ikava hari kana choto ngachiputswe-putswe, chan'ora, ngachive chinhu chakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀose ɀinowirwa necitunha caɀo, ɀicaʋa ɀisina‐kunaka, kana coto, kana cikuʋa cehari, ɀinofanira kuputswa cose; haɀina‐kunaka, ŋgaɀiʋe ɀisina‐kunaka kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvose zvinowirwa nechitunha chazvo, zvichava zvisina kunaka, kana choto, kana chikuva chehari, zvinofanira kuputswa chose; hazvina kunaka, ngazvive zvisina kunaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chinowirwa nekai zvako kechitunha chazvo chaton'ora, kunyange ikava hari kana choto ngachiputswe-putswe, chan'ora, ngachive chinhu chakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Chose chinhu chinowirwa nechitunha chazvo chinova chisina kuchena; choto kana hari yokubikira zvinofanira kuputswa. Hazvina kuchena uye munofanira kuzvibata sezvisina kuchena. Viz kapitola |