Mupiro 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Munhu unotakura ɀitunha ɀaɀo ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko; ɀinofanira kuʋa ɀisakanaka kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Munhu unotakura zvitunha zvazvo ngaasuke nguo dzake, ave usina kunaka kusvikira madeko; zvinofanira kuva zvisakanaka kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ani naani anotakura chitunha chadzo, anofanira kusuka hanzu dzake, achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Izvozvo zvakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ani naani achanhonga zvitunha zvadzo anofanira kusuka nguo dzake uye achava akasviba kusvikira manheru. Hadzina kuchena kwamuri. Viz kapitola |