Mupiro 11:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀose ɀinamapapiro ɀicikambaira, ɀicifamba namakumbo manna, ɀinofanira kuʋa ɀinhu ɀinonyaŋgadza kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Zvose zvinamapapiro zvichikambaira, zvichifamba namakumbo mana, zvinofanira kuva zvinhu zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Tupukanana twose tunobhururuka, tunogara turi gurusvusvu tuine makumbo mana twakan'ora kwamuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “ ‘Zvose zvipukanana zvinobhururuka, zvinofamba namakumbo mana zvinonyangadza kwamuri. Viz kapitola |