Mupiro 10:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akazvinzwa akagutsikana nazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mosesi wakati acinzwa iɀoɀo, akatenda naɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mosesi wakati achinzwa izvozvo, akatenda nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akazvinzwa akagutsikana nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Mozisi paakanzwa izvi akagutsikana. Viz kapitola |