Mupiro 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Hamuonewo here kuti ropa rayo harina kunge raunzwa mukati munzvimbo inoera, mungadai matodyira munzvimbo inoera, sezvandakareva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tarirai, ropa rayo harina‐kuʋuyiswa mukati menɀimbo tȿene, seɀandakaraira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Tarirai, ropa rayo harina kuuyiswa mukati menzvimbo tsvene, sezvandakaraira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Hamuonewo here kuti ropa rayo harina kunge raunzwa mukati munzvimbo inoera, mungadai matodyira munzvimbo inoera, sezvandakareva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Sezvo ropa racho risina kuuyiswa kuNzvimbo Tsvene, maifanira kudyira mbudzi munharaunda yenzvimbo tsvene, sezvandakarayira.” Viz kapitola |