Mupiro 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Munofanira kusiyanisa zvinhu zvinoera nezvinhu zvisingaeri, zvinhu zvakan'ora nezvinhu zvisina kun'ora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munofanira kutsaura pakati peɀitȿene neɀisati ɀiri ɀitȿene, pakati peɀisina‐kunaka neɀakanaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Munofanira kutsaura pakati pezvitsvene nezvisati zviri zvitsvene, pakati pezvisina kunaka nezvakanaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Munofanira kusiyanisa zvinhu zvinoera nezvinhu zvisingaeri, zvinhu zvakan'ora nezvinhu zvisina kun'ora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Munofanira kuisa mutsauko pakati pezvitsvene nezvisingakoshi, pakati pezvakachena nezvisina kuchena. Viz kapitola |