Mupiro 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 “Kana chipo chake chemupiro wokupisa chiri hwai kana kuti mbudzi, ngaive hono isina chinoshoreka pairi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana cipo cake ciri cipiriso cinopiswa ceɀipfuwo ɀiɗuku ɀamakwai kana mbudzi, unofanira kuʋigira mukono usinemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Kana chipo chake chiri chipiriso chinopiswa chezvipfuwo zviduku zvamakwai kana mbudzi, anofanira kuvigira mukono usina mhosva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Kana chipo chake chemupiro wokupisa chiri hwai kana kuti mbudzi, ngaive hono isina chinoshoreka pairi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘Kana chipiriso chiri chinopiswa, chinobva muzvipfuwo, chiri chegwai kana chembudzi, anofanira kupa chikono chisina kuremara. Viz kapitola |