Mika 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicatakura kutsamŋa kwaJehova, nokuti ndakamutadzira, kuȿikira acindireʋerera mhoȿa yaŋgu, nokundiruramisira mhaka yaŋgu; ucandiɓuɗisira kuciedza, ndicaʋona kururama kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, nokuti ndakamutadzira, kusvikira achindireverera mhosva yangu, nokundiruramisira mhaka yangu; uchandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndichatirira zvangu kushatirirwa kwandakaitwa naTenzi nokuti ndakamutadzira kusvikira iye Mwari ava kutondirevererawo andienzanisirawo mhosva yangu. Achandisvitsa kuchiedza ndichitozvionerawo kununura kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuti ndakamutadzira, ndichatakura kutsamwa kwaJehovha, kusvikira andireverera mhosva yangu uye asimbisa kodzero yangu. Achandibudisira kuchiedza, ndichaona kururama kwake. Viz kapitola |