Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Wakanaka kupfuʋura ʋose wakaita sorukato, wakarurama kupfuʋura ʋose unopfuʋura ruzhowa rweminzwa; zuʋa renharirire dzenyu raȿika, iro zuʋa rokurobga kwenyu, ɀino kukaŋganiswa kwaʋo kucaʋa’po.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akanaka kupfuura vose akaita sorukato, akarurama kupfuura vose anopfuura ruzhowa rweminzwa; zuva renharirire dzenyu rasvika, iro zuva rokurohwa kwenyu, zvino kukanganiswa kwavo kuchavapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akanaka kupfuura vose akangoita sorukato, vakarurama kupfuura vose vakaipa kupfuura ruzhowa rweminzwa. Zuva renharirire dzenyu rasvika, zuva rokushanyirwa kwenyu naMwari. Zvino ino ndiyo nguva yokukanganiswa kwavo.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy