Online Bible

- Reklamy -




Mika 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vanhu vanotya Mwari vapera pasi pano, muvanhu'mu hamusisina mutsvene. Vose zvavo vanohwandirana vachida kuurayana vachivhimana nomumbure hama nehama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanhu ʋanoɗa Mŋari ʋakaparara panyika, hakucina‐ʋakarurama pakati paʋanhu; ʋose ʋakaʋandira kuteʋura ropa, mumŋe nomumŋe unovima hama yake nomumbure.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanhu vanoda Mwari vakaparara panyika, hakuchina vakarurama pakati pavanhu; vose vakavandira kuteura ropa, mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vanhu vanotya Mwari vapera pasi pano, muvanhu'mu hamusisina mutsvene. Vose zvavo vanohwandirana vachida kuurayana vachivhimana nomumbure hama nehama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vanhu vano umwari vabviswa panyika; hapana mumwe akarurama asara. Vanhu vose vanovandira kuti vateure ropa; mumwe nomumwe anovhima hama yake nomumbure.

Viz kapitola kopírovat




Mika 7:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy