Online Bible

- Reklamy -




Mika 6:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Imi muchadya asi kuguta musingaguti, muchabata paura nenzara. Muchapfundiridza zvinhu asi zvisingachengeteki. Zvamunenge makwanisa kuchengetedza ndichazviparadzisa nehondo yebakatwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mucadya, asi hamuŋgaguti, kushoʋorwa kwenyu kucaʋa pakati penyu; mucabvisa nhumbi dzenyu, asi hamuŋgadziceŋgeti, idzo dzamunoceŋgeta, ndicadziparadzisa nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Muchadya, asi hamungaguti, kushoorwa kwenyu kuchava pakati penyu; muchabvisa nhumbi dzenyu, asi hamungadzichengeti, idzo dzamunochengeta, ndichadziparadzisa nomunondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Imi muchadya asi kuguta musingaguti, muchabata paura nenzara. Muchapfundiridza zvinhu asi zvisingachengeteki. Zvamunenge makwanisa kuchengetedza ndichazviparadzisa nehondo yebakatwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Muchadya asi hamungaguti: dumbu renyu richaramba risina chinhu. Muchaisa mudura asi mugoshaya zvamachengeta, nokuti zvamunounganidza ndichazviparadza nomunondo.

Viz kapitola kopírovat




Mika 6:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy