Mika 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Vapfumi veguta rino vane utsinye vagari vemo varevi venhema zvinobva pamuromo pavo ndezvounyengedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Nokuti ʋafumi ʋeguta ʋazere nokuita nehasha, ʋagere’mo ʋakareʋa nhema, rurimi rwaʋo mumuromo waʋo runonyeŋgera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Nokuti vapfumi veguta vazere nokuita nehasha, vageremo vakareva nhema, rurimi rwavo mumuromo wavo runonyengera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vapfumi veguta rino vane utsinye vagari vemo varevi venhema zvinobva pamuromo pavo ndezvounyengedzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vapfumi vake vanoita nechisimba; vanhu vake varevi venhema, uye miromo yavo inotaura nokunyengera. Viz kapitola |