Mika 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi mumŋe nomumŋe ucagara pasi pomuzambiriŋga wake napasi pomuʋonde wake, hakuna‐uŋgazoʋatyisa, nokuti muromo waJehova wehondo wakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake napasi pomuonde wake, hakuna angazovatyisa, nokuti muromo waJehovha wehondo wakataura izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi munhu wose achagara pamunda wake wamagirepisi newamaonde, pasina anovatyisidzira nokuti ndozvataurwa naTenzi wehondo nehondo nomuromo wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mumwe nomumwe achagara pasi pomuzambiringa wake, napasi pomuonde wake, uye hapana anozovaita kuti vatye, nokuti Jehovha Wamasimba Ose ataura. Viz kapitola |