Mika 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi haʋaziʋi ɀinofuŋgwa naJehova, haʋanzwisisi ɀaakatema; nokuti wakaʋaʋuŋganidza semŋanda paɓuriro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi havazivi zvinofungwa naJehovha, havanzwisisi zvaakatema; nokuti wakavaunganidza semwanda paburiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi zviri mumwoyo maTenzi havazvizivi, zvirongwa zvake, havazvinzwisisi kuti atovaunganidza sezvisote zvaunzwa paburiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi havazivi pfungwa dzaJehovha; havanzwisisi kuronga kwake, iye anovaunganidza sezvisote paburiro. Viz kapitola |