Mika 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvanzi naTenzi kuna vaporofita vanotungamirira vanhu vangu mutome, munodaidzira kuti, “Kwakanaka,” kana muchiwaniswa chokudya asi kune vasingakuwanisi chokuisa kumuromo heyo hondo naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀanzi naJehova pamsoro paʋaprofita, ʋakatsausa ʋanhu ʋaŋgu, ʋanoruma nameno aʋo, ʋaciɗana ʋaciti: Rugare! asi usiŋgaisi cinhu mumiromo yaʋo, ʋanomumukira hondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvanzi naJehovha pamusoro pavaporofita, vakatsausa vanhu vangu, vanoruma nameno avo, vachidana vachiti, ‘Rugare!’ Asi asingaisi chinhu mumiromo yavo, vanomumukira hondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvanzi naTenzi kuna vaporofita vanotungamirira vanhu vangu mutome, munodaidzira kuti, “Kwakanaka,” kana muchiwaniswa chokudya asi kune vasingakuwanisi chokuisa kumuromo heyo hondo naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvanzi naJehovha: “Kana vari vaprofita vanotsausa vanhu vangu, kana mumwe akavapa zvokudya, vanodanidzira kuti ‘Rugare’; kana akasavapa, vanogadzirira kumurwisa. Viz kapitola |