Mika 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Imba yokwaJakobho ingapinde rushambwa nhai? Tenzi haasisina mwoyo murefu here? Ndiwo maitiro ake here? Handiti ndinototaura zvakanaka kune vanotevedza ururami? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nhai imi munonzi imba yaJakobo, Mŋeya waJehova wafupiswa here? Ndiwo maɓasa ake here? Ko mashoko aŋgu haaŋgaitiri ɀakanaka unofamba nokururama here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nhai imi munonzi imba yaJakobho, Mweya waJehovha wafupiswa here? Ndiwo mabasa ake here? Ko mashoko angu haangaitiri zvakanaka anofamba nokururama here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Imba yokwaJakobho ingapinde rushambwa nhai? Tenzi haasisina mwoyo murefu here? Ndiwo maitiro ake here? Handiti ndinototaura zvakanaka kune vanotevedza ururami? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvingataurwe here, nhai imi imba yaJakobho, kuti: “Ko, mweya waJehovha watsamwa here? Iye anoita zvinhu zvakadaro here?” “Ko, mashoko angu haaiti zvakanaka here kuno uyo ane nzira dzake dzakarurama? Viz kapitola |