Mika 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saka iwe ucashaiwa munhu unokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paʋuŋgano yaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Saka iwe uchashaiwa munhu anokukandira rwonzi rwokuyera nhaka yako paungano yaJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka ipapo mugungano raTenzi, munenge musisina munhu anokupimirai migove yenyu netambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Naizvozvo muchashayiwa munhu kana mumwe, muungano yaJehovha, kuti agove nyika nemijenya. Viz kapitola |