Mika 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvose zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichapwanywa-pwanywa. Zvose zvarakawana nounzenza ihwohwo zvichapiswa nomoto uye zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichaparadzwa, nokuti rakazviwana noufeve saka zvichadzorerwawo kune veunzenza ivavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mifananidzo yaro yose yakaʋezwa icaputswa‐putswa, miɓairo yaro yose icapiswa nomŋoto, ʋuye ndicaparadza ɀifananidzo ɀaro ɀose; nokuti rakaɀiʋuŋganidza iɀo uri muɓairo wecifeʋe, naiɀoɀo ɀicadzokera ɀe kumuɓairo wecifeʋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Mifananidzo yaro yose yakavezwa ichaputswa-putswa, mibairo yaro yose ichapiswa nomoto, uye ndichaparadza zvifananidzo zvaro zvose; nokuti rakazviunganidza izvo uri mubayiro wechifeve, naizvozvi zvichadzokerazve kumubayiro wechifeve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvose zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichapwanywa-pwanywa. Zvose zvarakawana nounzenza ihwohwo zvichapiswa nomoto uye zvifananidzo zvaro zvokunamata zvichaparadzwa, nokuti rakazviwana noufeve saka zvichadzorerwawo kune veunzenza ivavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvose zvifananidzo zvaro zvichaputswa kuita zvimedu; zvose zvipo zvaro zvomutemberi zvichapiswa nomoto; ndichaparadza zvifananidzo zvaro zvose. Sezvo akaunganidza zvipo zvake kubva pamibayiro yezvifeve, semibayiro yezvifeve zvichazoshandiswa zvakare.” Viz kapitola |