Mateo 9:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Jesu paakabva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu vakamutevera vachidaidzira zvikuru vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jesu wakati acibva’po, mapofu maʋiri akamuteʋera, akaɗanidzira, aciti: Mŋanakomana waDavidi, tinzwirei ŋgoni! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jesu akati achibvapo, mapofu maviri akamutevera, akadanidzira, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwirei ngoni!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu paakabva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu vakamutevera vachidaidzira zvikuru vachiti, “Tinzwireiwo tsitsi, Mwanakomana waDhavhidhi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jesu akati achibvapo, akateverwa navarume vaviri vakanga vari mapofu, vaishevedzera vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!” Viz kapitola |