Mateo 9:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Chikwata chavanhu pachakaburitswa, Jesu akapinda akamubata ruoko. Musikana ndokubva amuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi ʋanhu ʋazhinji ʋakati ʋaɓuɗiswa, akapinda, akaɓata ruʋoko rwake, musikana ndokumuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi vanhu vazhinji vakati vabudiswa, akapinda, akabata ruoko rwake, musikana ndokumuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Chikwata chavanhu pachakaburitswa, Jesu akapinda akamubata ruoko. Musikana ndokubva amuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mushure mokunge vanhu vazhinji ava vabudiswa panze, akapinda akasvikobata mwanasikana uya ruoko achibva amuka. Viz kapitola |