Mateo 9:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 nokuti wakati mumŋoyo make: Kana ndikaɓata ŋguʋo yake ɓedzi, ndicaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 nokuti akati nechomumwoyo, “Kana ndikabata nguo yake bedzi, ndichaponeswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 nokuti akazviti nechemumwoyo, “Ndikangobata chete hanzu yake ndichava wadi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati nechomumwoyo, “Ndikangobata chete nguo yake, ndichaporeswa.” Viz kapitola |