Online Bible

- Reklamy -




Mateo 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Mŋeya yakaipa ikakumbira ɀikuru kwaari, iciti: Kana mucitiɓuɗisa, mutitumire kuɓoka reŋguruʋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Mweya yakaipa ikakumbira zvikuru kwaari, ichiti, “Kana muchitibudisa, mutitumire kuboka renguruve.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Mweya yakaipa iya yakamukumbira kuti kana watidzinga, tidzingire mudanga renguruve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Madhimoni akakumbirisa Jesu achiti, “Kana mukatidzinga, titumirei muboka renguruve.”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 8:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy