Mateo 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti mumŋe nomumŋe unokumbira unopiwa; unotȿaka unowana; unogogodza unozarurirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo. Viz kapitola |