Mateo 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakakomborerwa zvavo vakachena pamwoyo nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaropafadzwa ʋakacena pamŋoyo; nokuti ʋacaʋona Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Vakaropafadzwa vane mwoyo yakachena; nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakakomborerwa zvavo vakachena pamwoyo nokuti vachaona Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaropafadzwa vakachena pamwoyo, nokuti vachaona Mwari. Viz kapitola |