Mateo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakaropafadzwa ʋanyoro; nokuti ʋacagara nhaka yenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Vakaropafadzwa vakapfava; nokuti vachagara nhaka yenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 vakakomborerwa zvavo vakapfava nokuti vachawana nhaka yenyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaropafadzwa vanyoro nokuti vachagara nhaka yenyika. Viz kapitola |