Mateo 5:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Aninani unokumanikidza kuenda maira imŋe, uende naye mbiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Ani naani anokumanikidza kuenda maira imwe, uende naye mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Kana munhu akakumanikidza kufamba mutunhu mumwe chete, famba naye miviri. Viz kapitola |