Online Bible

- Reklamy -




Mateo 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 “Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀakanzi ʋo: Aninani unorasha mukadzi wake, ŋgaamupe rugwaro rwokumuramba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvakanziwo, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake, ngaamupe rugwaro rwokumuramba.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 “Zvakanziwo uyo anoramba mukadzi wake ngaamupe tsamba yegupuro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Zvakanzi, ‘Ani naani anoramba mukadzi wake anofanira kumupa gwaro rokurambana.’

Viz kapitola kopírovat




Mateo 5:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy