Mateo 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Musafuŋga kuti ndakaʋuya kuparadza murairo kana ʋaprofita: Handina‐kuʋuya kuparadza, asi kuzadzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Musafunga kuti ndakauya kuparadza murayiro kana vaporofita, handina kuuya kuzoparadza, asi kuzadzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Regai kumbofunga zvenyu kuti ndakauya kuzoparadza mutemo kana vaporofita. Handina kuuya kuzozviparadza, asi kuzozvizadzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Musafunga kuti ndakauya kuzoparadza Murayiro kana Vaprofita; handina kuuya kuzozviparadza asi kuzozvizadzisa. Viz kapitola |