Mateo 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Jesu akati kwaari, “Zvakanyorwazve kuti, ‘Usaedze Tenzi Mwari wako.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jesu akati kwaari: Kwakanyorwa ʋo: Usaidza Ishe, Mŋari wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Jesu akati kwaari, “Kwakanyorwawo, ‘Usaedza Ishe, Mwari wako.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jesu akati kwaari, “Zvakanyorwazve kuti, ‘Usaedze Tenzi Mwari wako.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jesu akamupindura akati, “Kwakanyorwawo kuchinzi, ‘Usaedza Ishe Mwari wako.’ ” Viz kapitola |