Mateo 4:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 “Iwe nyika yeZabhuroni newe nenyika yeNafutari iri pedyo negungwa mhiri kwaJorodhani, Garirea yevechirudzi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nyika yeZaburoni, nenyika yeNeftarimi, Panzira yeguŋgwa, mhiri kwaJoridani, Garirea raʋahedeni; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Nyika yeZabhuroni, nenyika yeNafitari, Panzira yegungwa, mhiri kwaJorodhani, Gariria ravahedheni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Iwe nyika yeZabhuroni newe nenyika yeNafutari iri pedyo negungwa mhiri kwaJorodhani, Garirea yevechirudzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Nyika yeZebhuruni nenyika yeNafutari, nzira inoenda kugungwa, ichitevedza Jorodhani, Garirea reveDzimwe Ndudzi, Viz kapitola |