Mateo 28:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kana mashoko aya akasvika munzeve dzomubati, isu tichaita kuti agutsikane uye imi musawira mudambudziko.” Viz kapitola |