Mateo 27:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino Jesu akaɗanidzira ɀe nenzwi guru, akarega mŋeya wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Zvino Jesu akadanidzirazve nezwi guru, ndokubva afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Jesu akadaidzira zvakare nezwi guru ndokubva afa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Uye Jesu akati adanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake. Viz kapitola |