Online Bible

- Reklamy -




Mateo 27:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino, pamutambo muɓati waisisunuŋgurira ʋanhu ʋazhinji musuŋgwa mumŋe, waʋaneŋge ʋaiɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino, pamutambo mubati aisisunungurira vanhu vazhinji musungwa mumwe, wavanenge vaida.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino pamazuva makuru aya mutongi aiva netsika yokusunungurira vanhu musungwa mumwechete wavainge vada.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Zvino yaiva tsika yomubati pamutambo kusunungura musungwa mumwe chete anenge asarudzwa navanhu vazhinji.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 27:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy