Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi ʋadzidzi ʋake ʋaciɀiʋona, ʋakafa neshuŋgu, ʋakati: Kuparadzwa kwakaɗaro kwaitirweiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi vadzidzi vake vachizviona, vakafa neshungu, vakati, “Kuparadzwa kwakadaro kwaitirweiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vadzidzi pavakazviona vakagumburwa nazvo vachiti, “Kurasa mari kudai!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vadzidzi vakati vachiona izvi, vakatsamwa uye vakati, “Kuparadza kwakadai kwaitirweiko?

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy