Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:74 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

74 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

74 Ipapo akatanga kuzvituka uye akapika kwavari achiti, “Murume uyu handimuzivi!” Pakarepo jongwe rakarira.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:74

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy