Mateo 26:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Asi iɀi ɀose ɀaitwa kuti magwaro aʋaprofita aitike. Ɀino ʋadzidzi ʋose ʋakamusiya, ʋakatiza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Asi izvi zvose zvaitwa kuti magwaro avaporofita azadziswe.” Zvino vadzidzi vose vakamusiya, vakatiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Asi izvi zvaitika kuti Magwaro Matsvene avaporofita azadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya votiza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Asi izvi zvose zvaitika kuti zvakanyorwa navaprofita zvizadziswe.” Ipapo vadzidzi vose vakamusiya uye vakatiza. Viz kapitola |