Mateo 26:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona53 Unofunga here kuti handikwanisi kukumbira Baba vangu, vachinditumira pakarepo zvikwata zvavatumwa zviuru gumi nezviviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Unofuŋga here kuti handigoni kukumbira kunaƂaɓa ʋaŋgu, ʋakandipa ikoɀino ʋatumŋa ʋanopfuʋura mapoka makuru‐kuru anegumi namaʋiri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Unofunga here kuti handigoni kukumbira kuna Baba vangu, vakandipa iko zvino vatumwa vanopfuura mapoka makuru-kuru ane gumi namaviri? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Unofunga here kuti handikwanisi kukumbira Baba vangu, vachinditumira pakarepo zvikwata zvavatumwa zviuru gumi nezviviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Unofunga kuti handigoni here kukumbira kuna Baba vangu, vakandipa iye zvino, vatumwa vanopfuura mapoka makuru gumi namaviri? Viz kapitola |