Mateo 26:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jesu wakaȿika naʋo panɀimbo inonzi Getsemani, akati kuʋadzidzi: Garai pano, ini ndicaenda kundonyeŋgetera uko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jesu akasvika navo panzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi, “Garai pano, ini ndichaenda kundonyengetera uko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Ipapo Jesu akaenda navadzidzi vake kunzvimbo inonzi Getsemani, uye akati kwavari, “Garai pano ini ndichienda apo kundonyengetera.” Viz kapitola |