Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino kubva ipapo akatȿaka ŋguʋa yakafanira yokumuisa kwaʋari nayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino kubva ipapo akatsvaka nguva yakafanira yokumuisa kwavari nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kubvira ipapo Judhasi akanga achitsvaka nguva yokuti amutengese nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Kubva ipapo zvichienda mberi Judhasi akamirira mukana wokuti amuise kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy