Online Bible

- Reklamy -




Mateo 26:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti ɀaakaɗira cizoro ici pamuʋiri waŋgu, wakaɀiitira kuʋigwa kwaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti zvaakadira mafuta awa pamuviri wangu, akazviitira kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Nokudira kwaaita mafuta aya pamuviri wangu, aita izvi kundigadzirira kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Paadira mafuta anonhuhwira pamuviri wangu, azviita kuti agadzirire kuvigwa kwangu.

Viz kapitola kopírovat




Mateo 26:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy